Na Ma Ta Chords by Joyous Celebration

  • Post category:SA
  • Post last modified:October 16, 2025

(Chorus)
Tose dzvamu nevhangeri hayi hayi hayi
Tose dzvamu nevhangeri hayi hayi hayi
Tose dzvamu nevhangeri hayi hayi hayi
Tose dzvamu nevhangeri hayi hayi hayi

(Chorus)
Iyo nguva (nguva yatoperawo)
Namata (namata Mwari wako iwe)
Iyo nguva (nguva yatoperawo)
Namata (namata Mwari wako iwe)

(Chorus)
Namata (namata)
Namata (namata)
Namata (namata Mwari wako iwe)

(Chorus)
This is your time
To praise the Lord
Namata (namata Mwari wako iwe)

(Chorus)
Iyo nguva (nguva yatoperawo)
Shumira (shumira Mwari wako iwe)
Iyo nguva (nguva yatoperawo)
Shumira (shumira Mwari wako iwe)

(Chorus)
Iwe shumira (shumira)
shumira (shumira)
Shumira (shumira Mwari wako iwe)

(Chorus)
Iyo nguva (nguva yatoperawo)
Farira (farira Mwari wako iwe)
Iyo nguva (nguva yatoperawo)
Farira (farira Mwari wako iwe)

(Chorus)
Ndati farira (farira)
Farira (farira)
Farira (farira Mwari wako iwe)

(Chorus)
Fara fara fara (fara)
Farira Jesu iwe (fara)
Fara fara fara (fara)
Farira Jesu iwe (fara)

(Chorus)
Tamba, tamba, tamba (tamba)
Tambira Jesu iwe (tamba)
Tamba, tamba, tamba (tamba)
Tambira Jesu iwe (tamba)

(Chorus)
Takapiwa makomborero
Pane zvose zvataichema